Jah Prayzah – Munyaradzi

Munyaradzi – Jah Prayzah Lyrics Letra:
Intro
Hee chiriyo dzamara tasangana
Wandigumbura, wandigumbura
Wandigumbura, wandigumbura
Ndizvozvo dzamara tasangana
Wandigumbura, wandigumbura
Wandigumbura, wandigumbura

Hook
Ipapo pandaigara
Ipapo dhiya ndipo pawaigarawo
Ipapo pataivata
Dzimwe nguva tairumwa nemarize
Zviri mberi
Taingobvunza Mwari
Mutemberi
Kumberi kunei?

Bridge
Kunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi
Verse 1
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
Takonana, tanga tatokonana
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
Takanyana, tanga tatokanyana
Homwe yakazosara yozara nemazana
Tapokana, tanga tatopokana
Asi watokanganwa kamhepo kaitirova muchando?
Gumbeze rimwe chete rawaiziva ndini wako
Wakambotsva maoko nekapoto kasina mubato
Mbuya yakakurapa takaiwana tafamba chinhambo
Inga watovaraidzwa nemaruva semavara eshato
Dai ndaive nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
Vaizongotiona tapota nesango
Dai ndaiva nemari nguva yacho, ndaingoronga muchato
Vaizongotiona tapota nesango
Paizouya mhepo ndini ndaive bako

Refrain
Kunyangwe mvura yekutambudzika
Payaidzika nematama ndaivepo
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive munyaradzi
Kuva munyaradzi
Ndini ndaive Munyaradzi
Akazondisiya ndirimo munhamo ndega
Tokonyana, tanga tatokonyana
Ko seiko Mwendamberi mayaura mega?
Takonana, tanga tatokonana
Ndakamuti chiriyo, tosangana mberiyo
Takanyana, tanga tatokanyana
Homwe yakazosara yozara nemazana
Tapokana, tanga tatopokana

Haiwa hurombo mukoma, ndainge ndakashoreka
Asi muhana tainge tavaka hukama
Ndoyedza kuvata wanike kwayedza
Varume ko inga kwachena
Asi handina chiedza

Zvese zviye, zvese zviye
Kwaingova kutungana kwembudzi varume
Anouya kuhope ndirere
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume
Zvese zviye, zvese zviye (here zvaguma)
Kwaingove kutungana kwembudzi varume (here zvapera)
Anouya kuhope ndirere (zvaguma)
Hope dzacho ndedzerume rudzi varume (here zvapera)

Letra lyrics lyric letras versuri musiek lirieke tekstet paroles

Jah Prayzah – Chiramwiwa
https://www.youtube.com/watch?v=6jHrmOf7cYs Jah Prayzah - Chiramwiwa Lyrics, Letra: Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this ...
Diamond Platnumz – Amanda ft. Jah Prayzah
Lyrics, Letra: ⦁ Song Lyrics Not Available: Send the lyrics of this song.Add below! letras2.com ⦁ A letra desta musica não está disponível, Envie no formulário abaixo! ...
Jah Prayzah – Special Somebody ft. Sauti Sol
Lyrics, Letra: ⦁ Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this song. not found: Submit ...
Jah Prayzah – Mukwasha
https://www.youtube.com/watch?v=KkOUGi-xSbo Jah Prayzah - Mukwasha Lyrics, Letra: Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this ...
Jah Prayzah – Ndoenda ft. Harmonize
Ndoenda - Jah Prayzah ft. Harmonize Lyrics, Letra: (Verse 1} Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava nemisodzi kujenga Hee nhai Baba vari kumusoro kudenga Ndine meso anovava ...
Jah Prayzah – Chiramwiwa
https://www.youtube.com/watch?v=6jHrmOf7cYs Jah Prayzah - Chiramwiwa Lyrics, Letra: Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this ...
Jah Prayzah – Kumahumbwe
Lyrics, Letra: Kumahumbwe - Jah Prayzah Dai nguva Yaidzoka shure Ndaingokumbira ndaimbodawo mukana mumwe Dai hope dzandorota ndirere dai ndaidudzira pamwe nhasi ndinewe Ndakanzwa kuti wakachata naGoliath Washinga here ...
Jah Prayzah – Kunerima
Lyrics, Letra: ⦁ Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this song. not found: Submit ...
Jah Prayzah – Hokoyo
Jah Prayzah - Hokoyo Lyrics, Letra: Song lyrics not found: Submit the lyrics of this song. In the form! letras2.com EN - [formidable ...
Mafikizolo – Mazuva Akanaka ft. Jah Prayzah
Lyrics, Letra: ⦁ Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this song. not found: Submit ...
Jah Prayzah – Asante
Jah Prayzah - Asante Lyrics, Letra: Song lyrics not found: Submit the lyrics of this song. In the form! letras2.com EN - Letra ...
Jah Prayzah – Follow Me ft. Patoranking
Lyrics, Letra: ⦁ Check out the lyrics of the full song with official video to listen to, Learn to sing this song. not found: Submit ...
%d blogueiros gostam disto: