Munashe – SARU

Letra “Munashe – SARU” Official Lyrics

Lyrics for drill hit “Saru” by Mulanation Entertainment Artists:

Munashe x Narga x Scrip Mula

N.B Lyrics written by Munashe x Narga x Scrip Mula respectively but these have been compiled by Hooksmith so they can be edited for corrections especially on Scrip Mula’s verse

(Intro) by
Munashe

Iwe Saru iwe , iwe Saru iwe
Iwe Saru iwe , iwe Saru iwe

cujBpY

Pre – Hook
by
Munashe

Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho
Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru

Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho
Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru


Hook
by
Munashe

Iwe Saru , iwe Saru iwe
Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

(Verse 1) by
Narga

Hmmmmm hakuna hakuna
Chinonzi munana hakuna
Hakuna chinouya usina kushanda
Hakuna chinouya wakagara
Usasarure mabasa usasarure
Ndokuti Mwari vazarure

Tsvaga mari iwe tsvaga mari iwe
Ndokuti mabhebhi akude hmmm hmmm

Ndiri kuswera ndichitsvagwa
Kuswera ndichitsomwa nana Tsomander
Kuita kwemari kunenge kudada hanzi muromo uri black wadada
Ndukuda machikichori
Handirare ndisati ndarova mutori
Ndoswera mumabude ndokuti zvibude
Saka ndibatei pa phone

Pre – Hook
by
Munashe

Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho
Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru


Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho

Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru


Hook
by
Munashe

Iwe Saru , iwe Saru iwe
Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

(Verse 2) by
Scrip Mula

Yeah ! Mula !

Mahn ! Yeah !

Now ndukutsvaga ma milli uhh
Handina time ye flexing
Time yekutsvaga yagara mandiri uhh
Now ndukuramba madhiri

2 mari , 4 mari 5 ma shillings
Usauye kwandiri pasina masinhi
Inini nemari tiri Queen and Slimy
22 to 3 , 4 , 4 mavhiri uhh

Handitotyore paden 24/7 ndomuka makuseni
Ndoda cash yekukanda kuita kunge macan
2 mabhebhi ndoma two ma base
Two mabhebhi ari too expensive
Mula kusvika infinity
Now takusota vapfanha ma mini – me
Vapfanha maswera takiller ma enemy


Pre – Hook
by
Munashe

Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho
Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru

Hakuna ma U$A zvukurema
Shandisa chochocho

Ichocho chaunacho chakanyanya
Bata nepapapo
Hakuna ngirozi inouya usina kushanda
Iwe Saru , iwe Saru


Hook
by
Munashe

Iwe Saru , iwe Saru iwe
Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

Iwe Saru , iwe Saru iwe

%d blogueiros gostam disto: